トップページへ

Tsanangudzo neMharidzo Pamusoro peBhuku yaZvakazarurwa - KO NGUVA yaANTIKRISTU, NEKUURAIWA-KWEVATSVENE, NEKUTORWA KWAVO, UYE NEHUMAMBO HWEMAKORE-CHURU IRI KUUYA HERE? (1)【電子書籍】[ Paul C. Jong ]

   

 


 

 


<p>Mushure mekuparadzwa kwakaitwa shongwe dzekuAmerika nemagandanga, pazuva nechipfumbamwe remwedzi waGunyana, zvinonzi hu wandu hwevanhu vakanga vachienda ku-website inoti www.raptureready.com, iyo inopa mashoko pamusoro penguva dzekupedzisira, hwakawedzera kuraudza mamiriyoni masere; uyevo kuti, sezvakabva patsvakiridzo yakaitwa neCNN pamwe neTIME, zvikamu makumi mashanu nezvipfumbamwe zvevanhu vekuAmerika zvino vana kutenda kuzvakaratidzwa pamusoro pemutondwe wemugumo.<br /> Munyori, achicherechedza dokwairo yevanhu iyi, anopa tsananguro yakajeka pamusoro pematingindira makuru anobva paBhuku yaZvakazarurwa, kusanganisira zvekuuya kwaAntikristu, nekuuraiwa kwevatsvene pamwe nekutorwa kwavo, neHumambo hweMakore-churu, uye neDenga Idzva neNyika Itsva ? zvose izvi zvichibva paMagwaro uye panhungamiro yaMweya Mutsvene.<br /> Bhuku rino rinopavo tsananguro yevhesi yoga yoga yeBhuku yaZvakazarurwa, pamwevo nemharidzo dzakadziva dzemunyori. Aninani anoverenga bhuku rino achanzwisisa zvirongwa zvose zvaMwari pamusoro penyika ino.<br /> Zvino ndiyo nguva yekuti uone faniro huru yekuti utende kuevhangeri yemvura noMweya, kuitira kuti ugowana uchenjeri hunogona kukusunungura pakuedzwa kose nekutambudzwa kose kwenguva dzekuguma. Nemabhuku aya, uye kuburikidza nekutenda kuevhangeri yemvura noMweya, uchakwanisa kukunda kuedzwa kose nekutambudzwa kose kwakaprofitwa muna Zvakazarurwa.</p>画面が切り替わりますので、しばらくお待ち下さい。

※ご購入は、楽天kobo商品ページからお願いします。

※切り替わらない場合は、こちら をクリックして下さい。

※このページからは注文できません。

  • 商品価格:320円
  • レビュー件数:0件
  • レビュー平均:0(5点満点)

楽天で購入

トップページへ


TOP